Johane 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakamubvunza, ʋaciti: Asi kuɗiniko? Ndiwe Eria here? Akati: Handizi iye. Ko uri uya muprofita here? Akapindura, akati: Kwete. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eria here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakamubvunza vakati, “Zvino ndiwe aniko? Ndiwe Eria here?” Iye akati, “Handizi iye.” “Uri muprofita here?” Akapindura akati, “Kwete.” Ver Capítulo |