Johane 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izwi akava munhu anenyama akagara pakati pedu azere nyasha nechokwadi. Takaona mbiri yake inokodzerana nomwana oga waBaba. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Shoko rakazoʋa nyama, rikagara pakati peɗu, (tikaʋona kubginya kwake, kubginya sokwowakaɓerekwa mumŋe cete waƂaɓa), azere nenyasha neɀokwaɗi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Izwi rakazova munhu, rikagara pakati pedu, tikaona kubwinya kwake, kubwinya sokwowakaberekwa mumwechete wababa, azere nenyasha nechokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izwi akava munhu anenyama akagara pakati pedu azere nyasha nechokwadi. Takaona mbiri yake inokodzerana nomwana oga waBaba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Izwi akava munhu anenyama akagara pakati pedu azere nyasha nechokwadi. Takaona mbiri yake inokodzerana nomwana oga waBaba. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shoko rakava nyama uye rakagara pakati pedu. Takaona kubwinya kwake, kubwinya kwaIye Mumwe Oga, akabva kuna Baba, azere nenyasha uye nechokwadi. Ver Capítulo |