Joere 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru! Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehova wakaita ɀinhu ɀikuru. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehovha akaita zvinhu zvikuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru! Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Usatya iwe nyika; fara zvako upembere. Zvirokwazvo Jehovha aita zvinhu zvikuru. Ver Capítulo |