Joere 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pepukai imi zvidhakwa muhwihwidze kuchema muridze mhere imi mose vanwi vewaini pamusana pewaini itsva nokuti maibvutirwa iri pamuromo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mukai, imi ʋakaɓatwa neɗoro, muceme; wuŋgudzai, imi mose munonwa waini, nemhaka yewaini inonaka, nokuti yabviswa pamiromo yenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Mukai, imi vakabatwa nedoro, mucheme; ungudzai, imi mose munonwa waini, nemhaka yewaini inonaka, nokuti yabviswa pamiromo yenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pepukai imi zvidhakwa muhwihwidze kuchema muridze mhere imi mose vanwi vewaini pamusana pewaini itsva nokuti maibvutirwa iri pamuromo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pepukai imi zvidhakwa muhwihwidze kuchema muridze mhere imi mose vanwi vewaini pamusana pewaini itsva nokuti maibvutirwa iri pamuromo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mukai imi zvidhakwa, chemai! Ungudzai imi vanwi vewaini; ungudzai nokuda kwewaini itsva, nokuti yabvutwa pamiromo yenyu. Ver Capítulo |