Joere 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munda waparadzwa, nyika inocema; nokuti ɀiyo ɀaparadzwa, waini itȿa yapxa, mafuta apera. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Munda waparadzwa, nyika inochema; nokuti zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapwa, mafuta apera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Minda yaparadzwa, pasi paoma; zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapera, mafuta hakuchina. Ver Capítulo |