La Biblia Online

- Anuncios -

Jakobo 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Munhu akadaro ngaarege kufunga kuti achawana chinhu chinobva kunaTenzi,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Munhu uyu ŋgaarege kufuŋga kuti ucazowana cinhu kunaShe;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achazowana chinhu kuna Ishe;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Munhu akadaro ngaarege kufunga kuti achawana chinhu chinobva kunaTenzi,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Munhu akadaro ngaarege kufunga kuti achawana chinhu chinobva kunaTenzi,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achagamuchira chinhu chipi zvacho kubva kuna She;

Ver Capítulo Copiar

Jakobo 1:7

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios