Isaya 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Inzwa ɗeŋga rose, terera iwe nyika, nokuti Jehova wakataura, aciti: Ndakarera nokukurisa ʋana, asi ʋakandimukira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Inzwa denga rose, teerera iwe nyika, nokuti Jehovha akataura, achiti, “Ndakarera nokukurisa vana, asi vakandimukira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera vana ndikavakudza, asi ivo vakandimukira. Ver Capítulo |