Genesi 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akati: Kanani ŋgaatukwe; Ucaʋa muranda waʋaranda kuʋakuru ʋake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 akati, “Kenani ngaatukwe; achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 akati, “Kenani ngaatukwe! Achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” Ver Capítulo |