Genesi 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Noa wakaŋga aʋa namakore anamazana matanhatu paŋguʋa yokuʋuya kwemvura zhinji panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Noa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Noa akanga ava namakore mazana matanhatu okuberekwa panguva yakanaya mvura yamafashamu panyika. Ver Capítulo |