La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀakapinda kunaNoa muareka, ɀiʋiri‐ɀiʋiri ɀeɀipenyu ɀose ɀinomŋeya woʋupenyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvakapinda kuna Noa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Zviviri zviviri pazvisikwa zvose zvino upenyu mazviri zvakauya kuna Noa zvikapinda muareka.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 7:15

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios