Genesi 50:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kuzoti mazuva okuvachema apera, Josefi akataura namachinda aFarao achiti, “Kana mandinzwirawo tsitsi ndisvitsireiwo shoko kuna mambo Farao muchiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino mazuʋa okucema akati apera, Josefa akataura naʋeimba yaFarao, akati: Ɀino kana ndawana nyasha kwamuri, ɗoreʋai munzeʋe dzaFarao, muti: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Zvino mazuva okuchema akati apera, Josefa akataura naveimba yaFarao, akati, “Zvino kana ndawana nyasha kwamuri, dorevai munzeve dzaFarao, muti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kuzoti mazuva okuvachema apera, Josefi akataura namachinda aFarao achiti, “Kana mandinzwirawo tsitsi ndisvitsireiwo shoko kuna mambo Farao muchiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kuzoti mazuva okuvachema apera, Josefi akataura namachinda aFarao achiti, “Kana mandinzwirawo tsitsi ndisvitsireiwo shoko kuna mambo Farao muchiti, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mazuva okuchema akati apera, Josefa akati kune veimba yaFaro, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu, nditaurireiwo kuna Faro. Mumuudze kuti, Ver Capítulo |