Genesi 50:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Josefa akagara Egipita, iye naʋeimba yaɓaɓa ʋake; Josefa akagara makore anezana negumi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Josefa akagara Ijipiti, iye naveimba yababa vake; Josefa akagara makore ane zana negumi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Josefa akagara muIjipiti pamwe chete nemhuri yose yababa vake. Akararama kwamakore zana negumi, Ver Capítulo |