Genesi 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mazuʋa aAdama shure kwokuɓerekwa kwaSeti akaŋga ari makore anamazana masere; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Mazuva aAdhamu shure kwokuberekwa kwaSeti akanga ari makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Shure kwokuberekwa kwaSeti, Adhamu akararama kwamakore mazana masere uye akaberekazve vamwe vanakomana navanasikana. Ver Capítulo |