Genesi 5:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 mazuʋa ose aJaredi akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matanhatu namaʋiri, akafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 mazuva ose aJaredhi akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namaviri, akafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pamwe chete, Jaredhi akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namaviri, uye ipapo akafa. Ver Capítulo |