La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Saka ose pamwechete, Kenani akagara mazana mapfumbamwe ane gumi ramakore, ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Mazuʋa ose aKenani akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe negumi, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Mazuva ose aKenani akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Saka ose pamwechete, Kenani akagara mazana mapfumbamwe ane gumi ramakore, ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Saka ose pamwechete, Kenani akagara mazana mapfumbamwe ane gumi ramakore, ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Pamwe chete, Kenani akararama kwamakore mazana mapfumbamwe negumi, uye ipapo akafa.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 5:14

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios