Genesi 49:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Meso ake achatsvuka kunge waini, meno ake agochena kuti mbe-e somukaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Meso ake acatȿuka newaini, Meno ake acacena nomukaka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Meso ake achatsvuka newaini, Meno ake achachena nomukaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Meso ake achatsvuka kunge waini, meno ake agochena kuti mbe-e somukaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Meso ake achatsvuka kunge waini, meno ake agochena kuti mbe-e somukaka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Meso ake achasviba kupfuura waini, meno ake achachena kupfuura mukaka. Ver Capítulo |