La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 48:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Regai kuɗaro, ɓaɓa ʋaŋgu, nokuti ndiye weɗaŋgwe, isai ruʋoko rwenyu pamusoro wake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Josefa akati kuna baba vake, “Regai kudaro, baba vangu, nokuti ndiye wedangwe, isai ruoko rwenyu pamusoro wake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Josefa akati kwavari, “Kwete, baba vangu, uyu ndiye dangwe; isai ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 48:18

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios