La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 48:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Shure kwaiɀoɀo Josefa wakaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira, ɓaɓa ʋako ʋanorwara; iye akatora ʋanakomana ʋake ʋaʋiri, Manase naEfraimi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa, zvichinzi, “Tarira, baba vako vanorwara;” iye akatora vanakomana vake vaviri, Manase naEfuremu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa kuti, “Baba vako vanorwara.” Saka akatora vanakomana vake vaviri Manase naEfuremu pamwe chete naye.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 48:1

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios