Genesi 46:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Israeri akati kunaJosefa: Ɀino ŋgandicifa haŋgu, nokuti ndaʋona ciso cako, kuti uciri mupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Israeri akati kuna Josefa, “Zvino ndagadzirira kufa, sezvo ndazvionera pachangu kuti uchiri mupenyu.” Ver Capítulo |