La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 46:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Akatuma Juda pamberi pake kunaJosefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Zvino Jakobho akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti aratidzwe nzira yokuenda nayo kuGosheni. Vakati vasvika mudunhu reGosheni,

Ver Capítulo Copiar

Genesi 46:28

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios