La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 45:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti ɀino aʋa makore maʋiri enzara panyika ino; mamŋe makore mashanu aci’ko, aʋasiŋgazorimi nokukohwa nawo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti zvino ava makore maviri enzara panyika ino; mamwe makore mashanu achiko, avasingazorimi nokukohwa nawo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Nokuti pava namakore maviri zvino nzara yava munyika, uye makore mashanu ari kutevera kuchange kusingarimwi kana kukohwewa.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 45:6

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios