Genesi 45:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akawira pamutsipa waBenjamini, munuŋuna wake, akacema; naiye Benjamini akacema pamutsipa wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Akawira pamutsipa waBhenjamini, mun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akawira pamutsipa womununʼuna wake Bhenjamini akachema, uye Bhenjamini akamumbundikirawo achichema. Ver Capítulo |