Genesi 44:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vachangobuda muguta vasati vaenda kure, Josefi akataurira mutariri wezvemba yake akati, “Tevera varume vaya, kana wavabata uti, ‘Seiko mandidzorera nechakaipa pane zvandakuitirai zvakanaka? Ko mazobireiko kapu yesirivha yatenzi wangu? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati ʋaɓuɗa muguta, ʋasati ʋaenda kure, Josefa akaʋudza mutariri wake, akati: Simuka, teʋera ʋarume; kana waʋaɓata, uti kwaʋari: Matsindikireiko ɀamaitirwa ɀakanaka? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Vakati vabuda muguta, vasati vaenda kure, Josefa akaudza mutariri wake, akati, “Simuka, tevera varume; kana wavabata, uti kwavari, ‘Matsindikireiko zvamaitirwa zvakanaka?’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vachangobuda muguta vasati vaenda kure, Josefi akataurira mutariri wezvemba yake akati, “Tevera varume vaya, kana wavabata uti, ‘Seiko mandidzorera nechakaipa pane zvandakuitirai zvakanaka? Ko mazobireiko kapu yesirivha yatenzi wangu? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vachangobuda muguta vasati vaenda kure, Josefi akataurira mutariri wezvemba yake akati, “Tevera varume vaya, kana wavabata uti, ‘Seiko mandidzorera nechakaipa pane zvandakuitirai zvakanaka? Ko mazobireiko kapu yesirivha yatenzi wangu? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakanga vasati vava kure neguta Josefa paakati kumutariri wake, “Tevera varume vaya izvozvi, uye paunovabata, uti kwavari, ‘Seiko matsiva chakanaka nechakaipa? Ver Capítulo |