Genesi 44:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino kana mukanditorera zvakare Bhenjamini, kana akawana chinomuwana munenge maita kuti ini ndachena musoro ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 kana mukanditorera noyuyu ʋo, akawirwa nenjodzi, mucaɓurusira vudzi raŋgu jena kubgiro nokucema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 kana mukanditorera nouyuwo, akawirwa nenjodzi, muchaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino kana mukanditorera zvakare Bhenjamini, kana akawana chinomuwana munenge maita kuti ini ndachena musoro ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvino kana mukanditorera zvakare Bhenjamini, kana akawana chinomuwana munenge maita kuti ini ndachena musoro ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Kana mukanditorera iyeyuwo uye kana zvakaipa zvikamuwira, muchaendesa musoro wangu wachena kuguva mukusuwa.’ Ver Capítulo |