Genesi 44:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 mumŋe wakabva kwandiri, ndikati: Ɀirokwaɀo wakabvamburwa; kubva musi iwoyo handina‐kuzomuʋona ɀe; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mumwe wavo akabva kwandiri, uye ndikati, “Zvirokwazvo akabvamburwa-bvamburwa.” Uye handina kuzomuona kubvira ipapo. Ver Capítulo |