Genesi 44:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Juda naʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋakadzokera kuimba yaJosefa, iye aciri’mo, ʋakawira pasi pamberi pake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Josefa akanga achiri mumba pakapinda Judha navanunʼuna vake, uye vakazviwisira pasi pamberi pake. Ver Capítulo |