Genesi 44:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mutariri akati, “Ndizvozvo, tichaita zvamataura. Munhu wandichawana ane kapu iyoyo mutsapo yake, ndiye achava muranda wangu. Asi vamwe mose hamuzovi nemhosva.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati. Ndiɀo haɀo, ŋgaɀiʋe seɀamataura; iye unowanikwa anomukombe, ndiye ucaʋa musuŋgwa waŋgu; imi ʋamŋe hamuŋgaʋi nemhoȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Ndizvo hazvo, ngazvive sezvamataura; iye anowanikwa aine mukombe, ndiye achava musungwa wangu; imi vamwe hamungavi nemhosva.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mutariri akati, “Ndizvozvo, tichaita zvamataura. Munhu wandichawana ane kapu iyoyo mutsapo yake, ndiye achava muranda wangu. Asi vamwe mose hamuzovi nemhosva.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mutariri akati, “Ndizvozvo, tichaita zvamataura. Munhu wandichawana ane kapu iyoyo mutsapo yake, ndiye achava muranda wangu. Asi vamwe mose hamuzovi nemhosva.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Iye akati, “Zvakanaka chaizvo, ngazvive sezvamataura. Ani naani anowanikwa anayo achava nhapwa yangu; vamwe mose hamungapiwi mhosva.” Ver Capítulo |