La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 43:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Zvokudya zvaipakurwa zvichibva patafura yaJosefi. Asi Bhenjamini akapakurirwa zvokudya zvaidarika zvavamwe kakapetwa kashanu. Vakadya vakanwa vakafara pamwechete naye.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Akaʋagoʋera ɀokudya ɀakaŋga ɀiri pamberi pake, asi mugoʋe waBenjamini wakaenzana nowaʋashanu ʋaʋo. Ʋakanwa, ʋakafara naye.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Akavagovera zvokudya zvakanga zviri pamberi pake, asi mugove waBhenjamini wakaenzana nowavashanu vavo. Vakanwa, vakafara naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Zvokudya zvaipakurwa zvichibva patafura yaJosefi. Asi Bhenjamini akapakurirwa zvokudya zvaidarika zvavamwe kakapetwa kashanu. Vakadya vakanwa vakafara pamwechete naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Zvokudya zvaipakurwa zvichibva patafura yaJosefi. Asi Bhenjamini akapakurirwa zvokudya zvaidarika zvavamwe kakapetwa kashanu. Vakadya vakanwa vakafara pamwechete naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Pavakagoverwa migove kubva patafura yaJosefa, mugove waBhenjamini wakanga wakawanda kashanu kupinda ani zvake pakati pavo. Saka vakadya nokunwa naye vakasununguka.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 43:34

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios