La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 43:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Akashamba kumeso kwake akabudamo. Akazvisimbisa ndokuti, “Pakurai zvokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Akazoshambidza ciso cake, akaɓuɗa ɀe, akaɀidzora, akati: Pakurai ɀokudya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Akazoshambidza chiso chake, akabudazve, akazvidzora akati, “Pakurai zvokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Akashamba kumeso kwake akabudamo. Akazvisimbisa ndokuti, “Pakurai zvokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Akashamba kumeso kwake akabudamo. Akazvisimbisa ndokuti, “Pakurai zvokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Shure kwokushamba uso hwake, akabuda uye akazvidzora, akati “Pakurai zvokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 43:31

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios