Genesi 43:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Josefi akavabvunza zvokumusha kwavo achiti, “Ko baba venyu vaya vamakati vakwegura vakadii zvavo? Vachiri vapenyu here?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Iye akaʋabvunza mufaro waʋo, akati: Ƃaɓa ʋenyu ʋakafara here, uya mutana wamaireʋa — Ʋaciri ʋapenyu here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Iye akavabvunza mufaro wavo, akati, “Baba venyu vakafara here, uya mutana wamaireva? Vachiri vapenyu here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Josefi akavabvunza zvokumusha kwavo achiti, “Ko baba venyu vaya vamakati vakwegura vakadii zvavo? Vachiri vapenyu here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Josefi akavabvunza zvokumusha kwavo achiti, “Ko baba venyu vaya vamakati vakwegura vakadii zvavo? Vachiri vapenyu here?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akavabvunza mufaro, uye akati, “Vakadii baba venyu, mutana, vamakandiudza nezvavo? Vachiri vapenyu here?” Ver Capítulo |