Genesi 43:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋarume ʋakatora cipo ico, ʋakaɓata mumaʋoko aʋo mari yakapamhidzwa kaʋiri, naBenjamini, ʋakasimuka, ʋakaɓurukira Egipita, ʋakandomira pamberi paJosefa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino varume vakatora chipo ichocho, vakabata mumaoko avo mari yakapamhidzwa kaviri, naBhenjamini, vakasimuka, vakaburukira Ijipiti, vakandomira pamberi paJosefa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka varume vakatora zvipo nemari yakapetwa kaviri, naBhenjaminiwo. Vakakurumidza kuburuka kuIjipiti vakandozviratidza kuna Josefa. Ver Capítulo |