Genesi 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 asi Kaini necipiriso cake haana‐kucigamucira. Ipapo Kaini akatsamŋa kwaɀo, ciso cake cikawunyana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo, chiso chake chikaunyana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana. Ver Capítulo |