Genesi 4:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Rameki akati kumadzimai ake: “Adha naZira, ndinzwei. Imi vakadzi vaRameki teererai zvandava kureva. Ini pachangu ndakauraya murume akandikuvadza, kunyange iye akandidenha aiva chigwindiri chaicho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Rameki akati kuʋakadzi ʋake: Ada naZira, inzwai inzwi raŋgu; Imi ʋakadzi ʋaRameki, tererai ɀandinotaura; Nokuti ndinoʋuraya munhu unondikuʋadza, Nejaya rinondipxanya; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Rameki akati kuvakadzi vake; “Adha naZira, inzwai izwi rangu, Imi vakadzi vaRameki, teererai zvandinotaura; Nokuti ndinouraya munhu unondikuvadza, Nejaya rinondipwanya; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Rameki akati kumadzimai ake: “Adha naZira, ndinzwei. Imi vakadzi vaRameki teererai zvandava kureva. Ini pachangu ndakauraya murume akandikuvadza, kunyange iye akandidenha aiva chigwindiri chaicho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Rameki akati kumadzimai ake: “Adha naZira, ndinzwei. Imi vakadzi vaRameki teererai zvandava kureva. Ini pachangu ndakauraya murume akandikuvadza, kunyange iye akandidenha aiva chigwindiri chaicho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Rameki akati kuvakadzi vake, “Adha naZira, nditeererei; imi vakadzi vaRameki, inzwai mashoko angu. Ndauraya munhu nokuti andikuvadza, nejaya nokuti randipwanya. Ver Capítulo |