Genesi 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino watukwa, wadziŋgwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamucira ropa romunuŋuna wako paruʋoko rwako; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Zvino watukwa, wadzingwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romun'una wako paruoko rwako; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino watukwa uye wadzingwa panyika yazarura muromo wayo kuti imedze ropa romununʼuna wako kubva paruoko rwako. Ver Capítulo |