Genesi 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jehova Mŋari akaitira munhu nomukadzi wake ŋguʋo dzamatebge, akaʋafukidza idzo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Jehovha Mwari akaitira munhu nomukadzi wake nguo dzamatehwe, akavafukidza nadzo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mwari Tenzi akaitira Adhamu nomukadzi wake nguwo dzamatehwe ndokuvapfekedza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jehovha Mwari akaitira Adhamu nomukadzi wake nguo dzamatehwe uye akavafukidza. Ver Capítulo |