La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Jehova Mŋari akati ɀe. Haɀina‐kunaka kuti munhu agare ari woga; ndicamuitira muɓatsiri wakamukwanira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Jehovha Mwari akati, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari oga. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 2:18

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios