Genesi 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋari akaɀiropafadza, akati: Ƃerekai, muwande, muzadze mvura iri mumakuŋgwa; neshiri ŋgadziwande panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mwari akazviropafadza akati, “Berekanai muwande muzadze mvura iri mumakungwa, uye shiri ngadziwande panyika.” Ver Capítulo |