Firemoni 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Hoŋo, hama, ŋgandiʋe nomufaro kwauri munaShe; uzorodze mŋoyo waŋgu munaKristu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Hongu, hama, ngandive nomufaro kwauri munaShe; uzorodze mwoyo wangu muna Kristu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Hama, ndinoshuva, kuti ndiwane rubatsiro kubva kwauri muna She; zorodza mwoyo wangu muna Kristu. Ver Capítulo |