Ezekieri 48:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dunhu ramuchatsaurira Tenzi rinofanira kuita makiromita gumi namaviri ane hafu kureba, kufara kwacho kuchiita gumi ramakiromita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Cipo camunofanira kuʋigira Jehova cinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, ʋuye tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi paʋupamhi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Chipo chamunofanira kuvigira Jehovha chinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu pakureba, uye tsanga dzine zviuru zvine gumi pahupamhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dunhu ramuchatsaurira Tenzi rinofanira kuita makiromita gumi namaviri ane hafu kureba, kufara kwacho kuchiita gumi ramakiromita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Dunhu ramuchatsaurira Tenzi rinofanira kuita makiromita gumi namaviri ane hafu kureba, kufara kwacho kuchiita gumi ramakiromita. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Mugove wakatsaurwa wamunofanira kupa kuna Jehovha unofanira kureba makubhiti zviuru makumi maviri nezvishanu, nezviuru gumi paupamhi. Ver Capítulo |