La Biblia Online

- Anuncios -

Ezekieri 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Makumbo azvo aiva akati twasu uye tsoka dzamakumbo azvo dzakanga dzakaita samazondo emhuru dzichipenya sendarira yakakwenenzverwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Makumbo aɀo akaŋga akarurama, pasi petsoka dzaɀo pakaŋga pakaita sapasi petsoka dzemhuru; dzaipenya sendarira yakabginyiswa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Makumbo azvo akanga akarurama, pasi petsoka dzadzo pakanga pakaita sapasi petsoka dzemhuru; dzaipenya sendarira yakabwinyiswa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Makumbo azvo aiva akati twasu uye tsoka dzamakumbo azvo dzakanga dzakaita samazondo emhuru dzichipenya sendarira yakakwenenzverwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Makumbo azvo aiva akati twasu uye tsoka dzamakumbo azvo dzakanga dzakaita samazondo emhuru dzichipenya sendarira yakakwenenzverwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Makumbo azvo akanga akarurama; tsoka dzazvo dzakanga dzakaita sedzemhuru uye dzichipenya sendarira yakabwinyiswa.

Ver Capítulo Copiar

Ezekieri 1:7

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios