Ezekieri 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 shoko raJehova rakaȿika kumuprista Ezekieri, mŋanakomana waBuzi, munyika yaʋaKardea, parwizi rwaKebari; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro pake ipapo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 shoko raJehovha rakasvika kuna Ezekieri muprista, mwanakomana waBhuzi paRwizi rweKebhari munyika yavaBhabhironi. Ipapo, ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pake. Ver Capítulo |