Eksodo 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ƲaEgipita ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndicitambanudza ruʋoko rwaŋgu pamsoro peEgipita, ndicibvisa ʋana ʋaIsraeri pakati paʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichitambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndichibvisa vana vaIsiraeri pakati pavo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye vaIjipita vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti uye ndichabudisa vaIsraeri kubva mairi.” Ver Capítulo |