Eksodo 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura ɀose ɀandinokuraira; Aroni, mukoma wako, ucataura naFarao, kuti atendere ʋana ʋaIsraeri, ʋaɓuɗe munyika yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Taura zvose zvandinokuraira; Aroni, mukoma wako, achataura naFarao, kuti atendere vana vaIsiraeri, vabude munyika yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Unofanira kutaura zvinhu zvose zvandinokurayira, uye mukoma wako Aroni anofanira kuudza Faro kuti arege vaIsraeri vabude munyika yake. Ver Capítulo |