Eksodo 5:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo endai ɀino, muɓate, nokuti hamucapiwi ʋuswa, asi munofanira kupedza ɀitina ɀakatarwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zvino chiendai kubasa. Hamuzombopiwi kana uswa, asi munofanira kuita basa renyu rezvidhina zvakakwana.” Ver Capítulo |