La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino ʋanhu ʋakapararira kunyika yose yeEgipita kuzoʋuŋganidza mashaŋga panɀimbo yoʋuswa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino vanhu vakapararira kunyika yose yeIjipiti kuzounganidza mashanga panzvimbo youswa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Saka vanhu vakapararira muIjipiti yose kundounganidza mashanga kuti vaashandise pachinzvimbo chouswa.

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 5:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios