La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Endai mumene mundoɀitorera ʋuswa pamuŋgaʋuwana, nokuti ɓasa renyu haritapudzwi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Endai mega mundozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Endai mundozvitsvakira uswa kana kupi zvako kwamungahuwana, asi basa renyu haritapudzwi kana napaduku.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 5:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios