Eksodo 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana vakaramba kugamuchira zviratidzo izvi zviri zviviri, kana kuramba kunzwa zvauchareva, teka mvura muna Nairi uidururire pasi pakaoma mvura iyoyo yaunenge wateka muna Nairi ichasanduka kuva ropa pasi ipapo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino kana ʋaciramba kutenda ɀiratidzo iɀo ɀiʋiri, kana kutenda inzwi rako, ucere mvura yomurwizi, uiɗururire pakawoma, ipapo mvura yawacera icashanduka ropa ipapo pakawoma. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kana vachiramba kutenda zviratidzo izvo zviviri, kana kutenda izwi rako, uchere mvura yomurwizi, uidururire pakaoma, ipapo mvura yawachera ichashanduka ropa ipapo pakaoma.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana vakaramba kugamuchira zviratidzo izvi zviri zviviri, kana kuramba kunzwa zvauchareva, teka mvura muna Nairi uidururire pasi pakaoma mvura iyoyo yaunenge wateka muna Nairi ichasanduka kuva ropa pasi ipapo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana vakaramba kugamuchira zviratidzo izvi zviri zviviri, kana kuramba kunzwa zvauchareva, teka mvura muna Nairi uidururire pasi pakaoma mvura iyoyo yaunenge wateka muna Nairi ichasanduka kuva ropa pasi ipapo.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi kana vasingatendi zviratidzo zviviri izvi kana kukuteerera, utore mvura kubva muna Nairi ugoidira pasi. Mvura yaunotora kubva murwizi ichava ropa pamusoro pevhu.” Ver Capítulo |