Eksodo 38:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu wakaita ɀikorekedzo ɀembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuɀiitira ʋo ɀindori. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakashandisa mashekeri chiuru chimwe chete namazana manomwe namakumi manomwe namashanu uye kuti vagadzire zvikorekedzo zvamatanda, kufukidza misoro yamatanda, uye vagadzire zvisungo zvawo. Ver Capítulo |