La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 37:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Akaita ʋo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Akaitawo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Vakagadzira mapango omuti womuunga uye vakaafukidza negoridhe.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 37:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios