La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 37:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka necomukati necokunze, akaita pamsoro payo hata yendarama yakaipotedza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akaifukidza nendarama yakaisvonaka nechomukati nechokunze, akaita pamusoro payo hata yendarama yakaipoteredza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akaifukidza negoridhe rakaisvonaka, zvose mukati nokunze, uye akaita hata yegoridhe yakaipoteredza.

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 37:2

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios